Zvakazarurwa 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mumwe nomumwe wavo akapiwa nguo chena, uye vakaudzwa kuti vamirire kwechinguva chiduku, kusvikira kuwanda, kwavamwe varanda pamwe chete navo nehama dzavo avo vaifanira kuurayiwa saivo, kwakwana.

Zvakazarurwa 6

Zvakazarurwa 6:2-15