Zvakazarurwa 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadanidzira nenzwi guru vachiti, “Ishe Tenzi, mutsvene wezvokwadi, mucharega kutonga vanogara panyika nokutsiva ropa redu kusvikira riniko?”

Zvakazarurwa 6

Zvakazarurwa 6:7-17