Zvakazarurwa 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati azarura chisimbiso chechishanu, ndakaona pasi pearitari mweya yaavo vakanga vaurayiwa nokuda kweshoko raMwari uye nokuda kwokupupura kwavakanga vaita.

Zvakazarurwa 6

Zvakazarurwa 6:5-12