Zvakazarurwa 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatarira paaizarura chisimbiso chechitanhatu. Pakava nokudengenyeka kwenyika kukuru. Zuva rakasviba rikaita senguo dzamasaga dzakaitwa namakushe embudzi, mwedzi wose ukashanduka ukatsvuka seropa,

Zvakazarurwa 6

Zvakazarurwa 6:9-17