Zvakazarurwa 4:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. vakuru makumi maviri navana vaiwira pasi pamberi pake iye anogara pachigaro choushe, uye vaimunamata iye anogara nokusingaperi-peri. Vaikanda korona dzavo pamberi pechigaro choushe vachiti:

11. “Makafanira, Ishe naMwari wedu,kugamuchira mbiri nokukudzwa,uye nesimba,nokuti makasika zvinhu zvose,nokuda kwenyu zvakasikwa,uye zviripo nokuda kwenyu.”

Zvakazarurwa 4