Zvakazarurwa 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakaona muruoko rworudyi rwaiye akanga agere pachigaro choushe bhuku rakanga rakapetwa, rakanga rakanyorwa kumativi ose uye rakanamwa nezvisimbiso zvinomwe.

Zvakazarurwa 5

Zvakazarurwa 5:1-7