Zvakazarurwa 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Makafanira, Ishe naMwari wedu,kugamuchira mbiri nokukudzwa,uye nesimba,nokuti makasika zvinhu zvose,nokuda kwenyu zvakasikwa,uye zviripo nokuda kwenyu.”

Zvakazarurwa 4

Zvakazarurwa 4:10-11