Zvakazarurwa 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vakuru makumi maviri navana vaiwira pasi pamberi pake iye anogara pachigaro choushe, uye vaimunamata iye anogara nokusingaperi-peri. Vaikanda korona dzavo pamberi pechigaro choushe vachiti:

Zvakazarurwa 4

Zvakazarurwa 4:2-11