Zvakazarurwa 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndakaona mutumwa ane simba achidanidzira nenzwi guru achiti, “Ndiani akafanira kusunungura chisimbiso nokuzarura bhuku rakapetwa?”

Zvakazarurwa 5

Zvakazarurwa 5:1-9