Zvakazarurwa 21:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwandiri, “Zvaitwa. Ndini Arifa naOmega, wokutanga nowokupedzisira. Kuna iye ane nyota ndichamupa kuti anwe, asingaripi, kubva mutsime remvura youpenyu.

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:1-14