Zvakazarurwa 21:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga agere pachigaro choushe akati, “Ndiri kuita kuti zvinhu zvose zvive zvitsva! Nyora izvi, nokuti mashoko aya akatendeka uye ndeechokwadi.”

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:1-13