Zvakazarurwa 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achapukuta misodzi yavo yose pameso avo. Hapachazovazve norufu, kana kuungudza, kana kuchema, kana kurwadziwa, nokuti zvinhu zvokutanga zvapfuura.”

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:1-5