Zvakazarurwa 21:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndakanzwa inzwi guru richibva pachigaro choushe richiti, “Zvino imba yaMwari yava pakati pavanhu, uye achagara navo. Vachava vanhu vake, uye Mwari pachake achava navo uye achava Mwari wavo.

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:1-12