Zvakazarurwa 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaona Guta Dzvene, Jerusarema idzva, richiburuka kubva kudenga richibva kuna Mwari, rakagadzirwa somwenga akashongera murume wake zvakaisvonaka.

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:1-11