Zvakazarurwa 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakaona denga idzva nenyika itsva, nokuti denga rokutanga nenyika yokutanga zvakanga zvapfuura, uye pakanga pasisina gungwa.

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:1-11