Zvakazarurwa 21:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anokunda achapiwa nhaka iyi yose, uye ndichava Mwari wake uye iye achava mwanakomana wangu.

Zvakazarurwa 21

Zvakazarurwa 21:2-9