Numeri 10:25-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Pakupedzisira, samapoka aichengetedza kumashure kwamapoka ose, mapoka omusasa waDhani akasimuka, ari pasi pomureza wavo. Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai ndiye akanga achivatungamirira.

26. Pagieri mwanakomana waOkirani akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaAsheri;

27. uye Ahira mwanakomana waEnani akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaNafutari.

28. Aya ndiwo akanga ari mafambiro amapoka avaIsraeri pakusimuka kwavo.

Numeri 10