Numeri 10:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupedzisira, samapoka aichengetedza kumashure kwamapoka ose, mapoka omusasa waDhani akasimuka, ari pasi pomureza wavo. Ahiezeri mwanakomana waAmishadhai ndiye akanga achivatungamirira.

Numeri 10

Numeri 10:22-29