Numeri 11:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vanhu vakanyunyuta, Jehovha achizvinzwa, pamusoro pokuomerwa kwavo, uye paakavanzwa hasha dzake dzakamutswa. Ipapo moto wakabva kuna Jehovha ukapisa pakati pavo uye ukaparadza vamwe kumucheto womusasa.

Numeri 11

Numeri 11:1-5