Numeri 9:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sokurayira kwaJehovha, vaidzika musasa, uye sokurayira kwaJehovha, vaifamba. Vakateerera kurayira kwaJehovha, maererano nokurayira kwake kubudikidza naMozisi.

Numeri 9

Numeri 9:16-23