Jeremia 41:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. Vakaenderera mberi ndokundomira vava paGeruti-Kimhami pedyo neBheterehema parwendo rwavo rwokuenda kuIjipiti

18. kuti vatize vaBhabhironi. Vakanga vachitya nokuti Ishumaeri mwanakomana waNetania akanga auraya Gedharia mwanakomana waAhikami, uyo akanga agadzwa kuva mubati wenyika iyo namambo weBhabhironi.

Jeremia 41