Jeremia 41:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuti vatize vaBhabhironi. Vakanga vachitya nokuti Ishumaeri mwanakomana waNetania akanga auraya Gedharia mwanakomana waAhikami, uyo akanga agadzwa kuva mubati wenyika iyo namambo weBhabhironi.

Jeremia 41

Jeremia 41:14-18