Jeremia 42:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakuru vose vehondo, pamwe chete naJohanani mwanakomana waKarea naJezania mwanakomana waHoshaya, navanhu vose kubva kuvaduku kusvikira kuvakuru vakasvika,

Jeremia 42

Jeremia 42:1-2