Jeremia 42:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuna Jeremia muprofita vakati kwaari, “Tapota inzwai chikumbiro chedu mutinyengeterere kuna Jehovha Mwari wenyu nokuda kwavose ava vakasara. Nokuti sezvamunoona zvino, kuti kunyange taiva vazhinji, iye zvino kwangosara vashoma chete.

Jeremia 42

Jeremia 42:1-7