Jeremia 40:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Gedharia mwanakomana waAhikami akati kuna Johanani mwanakomana waKarea, “Usaita chinhu chakadaro! Zvauri kutaura pamusoro paIshumaeri hazvisi zvechokwadi.”

Jeremia 40

Jeremia 40:11-16