Isaya 21:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo chiuno changu chakazara nokurwadziwa; marwadzo akandibata, kufanana nomukadzi ari kusununguka; ndiri kudzedzereka nezvandinonzwa, ndakanganisika nezvandinoona.

Isaya 21

Isaya 21:1-9