Isaya 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndaratidzwa chiratidzo chinorwadza. Mupanduki anopanduka, muparadzi anotora zvokupamba Eramu, rwisa! Medhia, vandira! Ndichagumisa kugomera kwose kwaakaita kuti kuvepo.

Isaya 21

Isaya 21:1-3