Isaya 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chirevo pamusoro peRenje riri pedyo neGungwa: Kufanana nechamupupuri chinovhuvhuta nomunyika yezasi, mupambi anouya achibva kurenje, kubva kunyika inotyisa.

Isaya 21

Isaya 21:1-7