Isaya 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwoyo wangu woziya, kutya kwondidederesa; rubvunzavaeni rwandaishuva rwava chinyangadzo kwandiri.

Isaya 21

Isaya 21:1-11