Genesisi 43:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino nzara yakanga ichakanyanya munyika.

2. Saka vakati vadya zviyo zvose zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokerai mundotitengera zvimwe zvokudya.”

Genesisi 43