Genesisi 43:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakati vadya zviyo zvose zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokerai mundotitengera zvimwe zvokudya.”

Genesisi 43

Genesisi 43:1-5