Genesisi 43:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Judha akati kwavari, “Murume uya akatiyambira kwazvo akati, ‘Hamungazooni chiso changuzve kunze kwokunge munun'una wenyu auya nemi.’

Genesisi 43

Genesisi 43:1-6