Genesisi 42:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jakobho akati, “Mwanakomana wangu haangaburuki nemi kuti aende ikoko; mukoma wake akafa uye ndiye chete asara. Kana zvakaipa zvikamuwira parwendo rwamuri kufamba, muchaburutsira musoro wangu wachena muguva mukusuwa.”

Genesisi 42

Genesisi 42:36-38