Genesisi 42:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Rubheni akati kuna baba vake, “Mungauraya henyu vanakomana vangu vaviri ava kana ndisina kudzoka naye kwamuri. Muisei mumaoko angu, uye ndichadzoka naye.”

Genesisi 42

Genesisi 42:32-38