Genesisi 42:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Baba vavo Jakobho vakati, “Mandipedzera vana vangu. Josefa haasisipo naSimeoni haasisipo, uye zvino munoda kutora Bhenjamini. Zvinhu zvose zviri kundimukira!”

Genesisi 42

Genesisi 42:29-37