Genesisi 42:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavakanga vachidurura masaga avo, wanei musaga romumwe nomumwe wavo makanga mune homwe yake yesirivha! Ivo nababa vavo pavakaona mari muhomwe, vakatya.

Genesisi 42

Genesisi 42:28-37