Genesisi 42:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi muuye nomunun'una wenyu gotwe kwandiri kuitira kuti ndigoziva kuti hamuzi vasori, asi kuti muri vanhu vakatendeka. Ipapo ndichadzosera mumwe wenyu kwamuri, uye mungazotenga henyu muno munyika.’ ”

Genesisi 42

Genesisi 42:26-38