Genesisi 42:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo murume anova ndiye ishe panyika iyo akati kwatiri, ‘Hechi chinhu chichandizivisa kana muri vanhu vakatendeka: Siyai mumwe wenyu neni pano, mugotakura zvokudya zvemhuri dzenyu dziri kuziya muende.

Genesisi 42

Genesisi 42:25-34