Genesisi 44:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Josefa akarayira mutariri weimba yake achiti, “Zadza masaga avarume ava nezvokudya zvakawanda zvavanokwanisa kutakura, uye uise mari yomumwe nomumwe mumuromo wesaga.

Genesisi 44

Genesisi 44:1-2