Genesisi 43:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavakagoverwa migove kubva patafura yaJosefa, mugove waBhenjamini wakanga wakawanda kashanu kupinda ani zvake pakati pavo. Saka vakadya nokunwa naye vakasununguka.

Genesisi 43

Genesisi 43:32-34