Genesisi 44:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ugoisa mukombe wangu, iwo wesirivha, mumuromo wesaga remuduku kuna vose, pamwe chete nemari yezviyo zvake.” Uye akaita sezvaakanga audzwa naJosefa.

Genesisi 44

Genesisi 44:1-7