Ezekieri 21:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Munondo wakagadzirirwa kuti upukutwe, kuti ubatwe noruoko; wakarodzwa nokupukutwa, wakagadzirirwa kuiswa muruoko rwomuurayi.

Ezekieri 21

Ezekieri 21:4-15