Ezekieri 21:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chema uye uungudze, mwanakomana womunhu, nokuti unorwa navanhu vangu; unorwa namachinda ose aIsraeri. Vakakandwa kumunondo, pamwe chete navanhu vangu. Naizvozvo uzvirove chipfuva.

Ezekieri 21

Ezekieri 21:10-18