Ezekieri 21:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

wakarodzerwa kuuraya, wakapukutirwa kuti upenye semheni! “ ‘Tichagofara here netsvimbo youshe yomwanakomana wangu Judha? Munondo unozvidza zvimiti zvose zvakadai.

Ezekieri 21

Ezekieri 21:3-19