1 Makoronike 23:15-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Vanakomana vaMozisi vaiva: Gerishomi naEriezeri.

16. Zvizvarwa zvaGerishomi: Shubhaeri ndiye aiva wokutanga.

17. Zvizvarwa zvaEriezeri zvaiva: Rahabhia ndiye aiva wokutanga. Eriezeri haana kuzoita vamwe vanakomana, asi Rahabhia akaita vanakomana vakawanda kwazvo.

18. Vanakomana vaIzhari: Sheromiti ndiye aiva wokutanga.

19. Vanakomana vaHebhuroni: Jeria ndiye wokutanga, Amaria wechipiri, Jahazieri wechitatu naJekameami wechina.

1 Makoronike 23