1 Makoronike 22:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino zvipirei mwoyo nemweya kutsvaka Jehovha Mwari wenyu. Tangai kuvaka nzvimbo tsvene yaJehovha Mwari, kuitira kuti mugouyisa areka yesungano yaJehovha nemidziyo mitsvene yaMwari mutemberi ichavakirwa Zita raJehovha.”

1 Makoronike 22

1 Makoronike 22:17-19