1 Makoronike 22:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Ko, Jehovha Mwari wenyu haasi nemi here? Uye haana kukupai zororo kumativi ose here? Nokuti akaisa vagari venyika iyi muruoko rwangu, uye nyika iri pasi paJehovha uye nepasi pavanhu vake.

1 Makoronike 22

1 Makoronike 22:10-19