1 Makoronike 23:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvaEriezeri zvaiva: Rahabhia ndiye aiva wokutanga. Eriezeri haana kuzoita vamwe vanakomana, asi Rahabhia akaita vanakomana vakawanda kwazvo.

1 Makoronike 23

1 Makoronike 23:7-25