1 Makoronike 23:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vaHebhuroni: Jeria ndiye wokutanga, Amaria wechipiri, Jahazieri wechitatu naJekameami wechina.

1 Makoronike 23

1 Makoronike 23:17-26