Zvakazarurwa 8:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Utsi hwezvinonhuwira, pamwe chete neminyengetero yavatsvene, zvakakwira pamberi paMwari kubva muruoko rwomutumwa.

Zvakazarurwa 8

Zvakazarurwa 8:2-8